Numeri 14:34 BDMCS

34 Kwamakore makumi mana, gore richimirira zuva rimwe nerimwe ramazuva makumi mana amakasora nyika, muchatambudzika nokuda kwezvivi zvenyu uye muchaziva kuti zvinoita sei kuti ini ndirwe nemi.’

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 14

Maonero Numeri 14:34 akapoteredza