Numeri 14:45 BDMCS

45 Ipapo vaAmareki navaKenani vaigara munyika yamakomo vakaburuka vakavarwisa vakavadzingirira kusvikira kuHoma.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 14

Maonero Numeri 14:45 akapoteredza