Numeri 15:14 BDMCS

14 Kumarudzi anotevera kana mutorwa kana mumwe munhuwo zvake agere pakati penyu akapa chipiriso chinoitwa nomoto, chinonhuwira zvinofadza Jehovha, anofanira kuita zvakangofanana nezvamunoita imi.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 15

Maonero Numeri 15:14 akapoteredza