Numeri 15:25 BDMCS

25 Muprista anofanira kuyananisira ungano yose yavaIsraeri, uye vachakanganwirwa, nokuti zvakanga zvisina kuitwa nobwoni, uye, nokuda kwokukanganisa kwavo, vakavigira Jehovha chipiriso chinopiswa uye nechipiriso chechivi.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 15

Maonero Numeri 15:25 akapoteredza