Numeri 15:28 BDMCS

28 Muprista anofanira kuyananisira uyo akatadza pamberi paJehovha nokutadza nokusaziva, uye kana ayananisirwa, achakanganwirwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 15

Maonero Numeri 15:28 akapoteredza