Numeri 15:39 BDMCS

39 Muchava nepfunha idzi kuti mudzitarire uye naizvozvo mucharangarira zvakarayirwa naJehovha zvose, kuti muzviteerere mugorega kuita ufeve muchitevera kuchiva kwemwoyo yenyu nameso enyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 15

Maonero Numeri 15:39 akapoteredza