Numeri 16:1 BDMCS

1 Kora mwanakomana waIzhari, mwanakomana waKohati, mwanakomana waRevhi, navamwe vaRubheni, Dhatani naAbhiramu, vanakomana vaEriabhu, naOni mwanakomana waPoreti, vakazvikudza

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 16

Maonero Numeri 16:1 akapoteredza