13 Hazvina kukwana here kuti makatibudisa munyika inoyerera mukaka nouchi kuti muzotiurayira murenje? Uye iye zvino munoda kubata ushe pamusoro pedu here?
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 16
Maonero Numeri 16:13 akapoteredza