Numeri 16:30 BDMCS

30 Asi kana Jehovha akauyisa chimwe chinhu chitsva uye nyika ikashamisa muromo wayo ikavamedza, nezvose zvavo, uye vakaburukira muguva vari vapenyu, ipapo muchaziva kuti varume ava vazvidza Jehovha.”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 16

Maonero Numeri 16:30 akapoteredza