Numeri 16:40 BDMCS

40 sezvaakarayirwa naJehovha kubudikidza naMozisi. Ichi chaiva chirangaridzo kuvaIsraeri chokuti hakuna munhu anofanira kupisira zvinonhuwira pamberi paJehovha kunze kwechizvarwa chaAroni kuti aregere kuzofanana naKora navateveri vake.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 16

Maonero Numeri 16:40 akapoteredza