Numeri 16:42 BDMCS

42 Asi ungano yakati yaungana pamwe chete ichipikisana naMozisi naAroni vakatarira kuTende Rokusangana, pakarepo gore rikaifukidza uye kubwinya kwaJehovha kukaonekwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 16

Maonero Numeri 16:42 akapoteredza