Numeri 16:7 BDMCS

7 uye mangwana muise moto nezvinonhuwira madziri mugoenda nadzo pamberi paJehovha. Munhu achasarudzwa naJehovha ndiye achava mutsvene. Imi vaRevhi mazonyanya zvino!”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 16

Maonero Numeri 16:7 akapoteredza