Numeri 18:23 BDMCS

23 VaRevhi ndivo vanofanira kuita basa paTende Rokusangana uye vagotakura zvakaipa zvavo. Uyu mutemo uchagara uripo kusvikira kumarudzi anotevera. Ivo havangawani nhaka pakati pavaIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 18

Maonero Numeri 18:23 akapoteredza