Numeri 18:28 BDMCS

28 Nenzira iyi nemiwo munofanira kupa chipiriso kuna Jehovha kubva pazvegumi zvose zvamunogamuchira kubva kuvaIsraeri. Kubva pazvegumi izvi, munofanira kupa mugove waJehovha kuna Aroni muprista.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 18

Maonero Numeri 18:28 akapoteredza