Numeri 18:7 BDMCS

7 Asi iwe chete navanakomana vako ndimi mungashanda savaprista pazvinhu zvose zviri paaritari nezviri mukati mechifukidziro. Ndiri kukupai basa rouprista sechipo. Ani naani anoswedera panzvimbo tsvene anofanira kuurayiwa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 18

Maonero Numeri 18:7 akapoteredza