Numeri 19:16 BDMCS

16 “Ani naani ari musango anobata munhu akaurayiwa nomunondo kana mumwe munhu akangofawo zvake, kana munhu anobata bvupa romunhu kana guva, achava asina kuchena kwamazuva manomwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 19

Maonero Numeri 19:16 akapoteredza