7 Shure kwaizvozvo, muprista anofanira kusuka nguo dzake uye azvishambidze nemvura. Ipapo angachipinda hake mumusasa, asi achange asina kunatswa kusvikira madekwana.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 19
Maonero Numeri 19:7 akapoteredza