Numeri 2:16 BDMCS

16 Varume vose vakadanwa kumusasa waRubheni maererano namapoka avo, vaisvika zviuru zana namakumi mashanu nerimwe chete, namazana mana namakumi mashanu. Ndivo vachava vechipiri pakusimuka.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 2

Maonero Numeri 2:16 akapoteredza