Numeri 2:22 BDMCS

22 Rudzi rwaBhenjamini ndirwo ruchatevera. Mutungamiri wavanhu vokwaBhenjamini ndiAbhidhani mwanakomana waGidheoni.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 2

Maonero Numeri 2:22 akapoteredza