Numeri 2:25 BDMCS

25 Nechokumusoro kuchava namapoka emisasa yaDhani, pasi pomureza wavo. Mutungamiri wavanhu vokwaDhani ndiAbhiezeri mwanakomana waAmishadhai.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 2

Maonero Numeri 2:25 akapoteredza