Numeri 2:32 BDMCS

32 Ava ndivo vaIsraeri vakaverengwa maererano nemhuri dzavo. Vose vakanga vari mumisasa, namapoka avo vanosvika zviuru mazana matanhatu nezvitatu, namazana mashanu ana makumi mashanu.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 2

Maonero Numeri 2:32 akapoteredza