Numeri 20:12 BDMCS

12 Asi Jehovha akati kuna Mozisi naAroni, “Nokuti hamuna kuvimba neni zvakakwana kuti mundikudze somutsvene pamberi pavaIsraeri, imi hamuchapinzi ungano iyi munyika yandakavapa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 20

Maonero Numeri 20:12 akapoteredza