18 Asi Edhomu akapindura akati,“Hamupfuuri napano; kana mukaedza, tichabuda tigokurwisai nomunondo.”
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 20
Maonero Numeri 20:18 akapoteredza