Numeri 20:29 BDMCS

29 Uye ungano yose yakati yazvinzwa kuti Aroni akanga afa, imba yose yeIsraeri yakamuchema kwamazuva makumi matatu.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 20

Maonero Numeri 20:29 akapoteredza