Numeri 20:8 BDMCS

8 “Tora tsvimbo uye iwe nomukoma wako Aroni muunganidze ungano pamwe chete. Utaure kudombo pamberi pavo uye richabudisa mvura yaro. Iwe uchabudisa mvura kubva mudombo kuti vanwe ivo nezvipfuwo zvavo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 20

Maonero Numeri 20:8 akapoteredza