Numeri 21:26 BDMCS

26 Heshibhoni rakanga riri guta raSihoni mambo wavaAmori, akanga arwa namambo akanga ari weMoabhu kare akamutorera nyika yake yose kundosvika kuAnoni.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 21

Maonero Numeri 21:26 akapoteredza