Numeri 21:7 BDMCS

7 Vanhu vakauya kuna Mozisi vakati, “Takatadza, patakapopotera Jehovha nemi. Nyengeterai kuti Jehovha atibvisire nyoka idzi pakati pedu.” Saka Mozisi akanyengeterera vanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 21

Maonero Numeri 21:7 akapoteredza