Numeri 21:9 BDMCS

9 Saka Mozisi akagadzira nyoka yendarira akaiturika padanda. Ipapo vaiti kana ani naani akange arumwa nenyoka, akatarisa panyoka yendarira, airarama.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 21

Maonero Numeri 21:9 akapoteredza