Numeri 22:18 BDMCS

18 Asi Bharamu akavapindura akati, “Kunyange dai Bharaki akandipa muzinda wake uzere nesirivha negoridhe, handingagoni kuita chimwe chinhu chikuru kana chiduku kuti tiite zvinodarika murayiro waJehovha Mwari wangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 22

Maonero Numeri 22:18 akapoteredza