32 Mutumwa waJehovha akamubvunza achiti, “Warovereiko mbongoro yako rutatu rwose urwu? Ini ndauya pano kuzokudzivisa nokuti nzira yako haina kururama kwandiri.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 22
Maonero Numeri 22:32 akapoteredza