38 Bharamu akapindura akati, “Zvakanaka, zvino ndauya kwauri. Asi ndingataura zvose zvose here? Ndinofanira kungotaura chete zvinenge zvaiswa mumuromo mangu naMwari.”
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 22
Maonero Numeri 22:38 akapoteredza