17 Saka akadzokera kwaari akamuwana amire parutivi rwechipiriso chake, ana machinda eMoabhu. Bharaki akamubvunza akati, “Jehovha ati kudiniko?”
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 23
Maonero Numeri 23:17 akapoteredza