19 Mwari haasi munhu, kuti angareva nhema, uye mwanakomana womunhu kuti ashandure pfungwa dzake. Ko, anotaura akasazviita here? Anovimbisa akasazadzisa here?
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 23
Maonero Numeri 23:19 akapoteredza