1 Zvino Bharamu akati aona kuti zvinofadza Jehovha kuti aropafadze Israeri, haana kuzoita zvouroyi sepane dzimwe nguva, asi akaringisa chiso chake kurenje.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 24
Maonero Numeri 24:1 akapoteredza