Numeri 24:17 BDMCS

17 “Ndiri kumuoona, asi kwete iye zvino; ndinomuona, asi haasi pedyo. Nyeredzi ichabuda muna Jakobho; Tsvimbo youshe ichamera kubva muna Israeri. Achapwanya huma dzavaMoabhu, madehenya avanakomana vose vaSeti.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 24

Maonero Numeri 24:17 akapoteredza