Numeri 25:11 BDMCS

11 “Finehasi mwanakomana waEreazari, mwanakomana waAroni, muprista adzora kutsamwa kwangu kubva pavaIsraeri; nokuti akanga ane shungu sedzangu nokuda kwokusakudzwa kwangu pakati pavo, saka handina kuzovaparadza neshungu dzangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 25

Maonero Numeri 25:11 akapoteredza