Numeri 26:18 BDMCS

18 Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaGadhi; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi mana, namazana mashanu.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 26

Maonero Numeri 26:18 akapoteredza