Numeri 26:38 BDMCS

38 Zvizvarwa zvaBhenjamini nemhuri dzavo zvaiva: Bhera, kwakabva mhuri yavaBhera; Ashibheri, kwakabva mhuri yavaAshibheri; Ahiramu, kwakabva mhuri yaAhiramu;

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 26

Maonero Numeri 26:38 akapoteredza