Numeri 26:44 BDMCS

44 Zvizvarwa zvaAsheri nemhuri dzavo zvaiva: Imina, kwakabva mhuri yavaImina; Ishivhi, kwakabva mhuri yavaIshivhi; Bheria, kwakabva mhuri yavaBheria;

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 26

Maonero Numeri 26:44 akapoteredza