Numeri 26:54 BDMCS

54 Kuna vaya vanenge vakawanda, unofanira kuvapa nhaka huru, vashoma unovapa nhaka duku; mhuri imwe neimwe inofanira kupiwa zvakaenzana nouwandu hwokuverengwa kwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 26

Maonero Numeri 26:54 akapoteredza