Numeri 26:62 BDMCS

62 Varume vose pakati pavaRevhi, vaiva nomwedzi mumwe chete kana kupfuura pakuberekwa vaisvika zviuru makumi maviri nezvitatu. Havana kuverengwa pamwe chete navamwe vaIsraeri nokuti havana kupiwa nhaka pakati pavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 26

Maonero Numeri 26:62 akapoteredza