Numeri 26:7 BDMCS

7 Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaRubheni; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi mana nezvitatu, namazana manomwe ana makumi matatu.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 26

Maonero Numeri 26:7 akapoteredza