Numeri 27:1 BDMCS

1 Vanasikana vaZerofehadhi, mwanakomana waHeferi, mwanakomana waGireadhi, mwanakomana waMakiri, mwanakomana waManase, akanga ari wemhuri dzaManase mwanakomana waJosefa. Mazita avanasikana akanga ari: Mara, Noa, Hogira, Mirika naTiza.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 27

Maonero Numeri 27:1 akapoteredza