Numeri 27:11 BDMCS

11 Kana baba vake vasina madzikoma kana vanun'una, mupe nhaka yake kuhama yepedyo yomumhuri yake, kuti ive yake. Uyu unofanira kuva mutemo kuvaIsraeri, sezvakarayirwa Mozisi naJehovha.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 27

Maonero Numeri 27:11 akapoteredza