Numeri 27:21 BDMCS

21 Anofanira kumira pamberi paEreazari muprista, ndiye achamubvunzira pamberi paJehovha nokutonga kweUrimi. Pakurayira kwake, vanofanira kubuda iye neungano yose yavaIsraeri uye pakurayira kwake ivo vachapinda.”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 27

Maonero Numeri 27:21 akapoteredza