4 Ko, zita rababa vedu ragoshayikwa seiko pamhuri yavo, nemhaka yokuti vakanga vasina mwanakomana here? Tipeiwo nhaka pakati pehama dzababa vedu.”
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 27
Maonero Numeri 27:4 akapoteredza