Numeri 28:17 BDMCS

17 Pazuva regumi namana romwedzi uyu, munofanira kuita mutambo; kwamazuva manomwe munofanira kudya chingwa chisina mbiriso.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 28

Maonero Numeri 28:17 akapoteredza