Numeri 28:2 BDMCS

2 “Upe murayiro uyu kuvaIsraeri, uti kwavari, ‘Onai kuti maisa pamberi pangu panguva yakatarwa, zvokudya zvangu zvezvipiriso zvinoitwa nomoto, sezvinonhuwira zvinondifadza.’

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 28

Maonero Numeri 28:2 akapoteredza