Numeri 29:30 BDMCS

30 Pamwe chete nehando, namakondohwe uye namakwayana mugadzire zvipiriso zvazvo zvezviyo nezvipiriso zvokunwa maererano nouwandu hwakarayirwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 29

Maonero Numeri 29:30 akapoteredza