Numeri 29:38 BDMCS

38 Muisewo nhongo imwe chete yembudzi sechipiriso chechivi, muchipamhidzira kuchipiriso chinopiswa chamazuva ose pamwe chete nechipiriso chacho chezviyo uye nechipiriso chokunwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 29

Maonero Numeri 29:38 akapoteredza